Gomo
Gomo

Qounfuzed - Gomo Lyrics

1
Gomo Music Video

Gomo Lyrics

Gomo ndinokwira dziva ndinotiva
Gomo ndinokwira dziva ndinotiva
Gomo ndinokwira dziva ndinotiva
Gomo ndinokwira dziva ndinotiva
Chero vakaisa gomo pakati pangu newe
Ndinokwira
Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva
Kana ndada kana ndada ndada
Kana ndada kana ndada ndada
Patichapesana nenyaya dzerudo paripo
Patichanetsana mukati merudo paripo
Asi tikazvitevedzera zvese zvichatiparadzira imba yandaiona tichizovaka
Ngatidananei dzamara tichembere
Zvevamwe vese kuti ndizviregere
Ndoda kuudza hama dzangu
Uyu ndamutora
Munogumbura moyo wangu mukamushora
Dai mangozvitambira ndiye
Wandinorwarira
Moyo ndizvo zvawafarira ndainge ndasarira
Chero vakaisa gomo pakati pangu newe
Ndinokwira
Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva
Kana ndada kana ndada ndada
Kana ndada kana ndada ndada
Mari handinawo
Mota handinawo zvizhinji handina
Chandiinacho rungori rudo
Tete muroora wandakuigirai
Tambirai
Musatsvake zvakawanda pamwe zvirimunzira
Mirirai
Gomo ringakure sei ko
Dziva ringa dzike sei ko
Kana ndada kana ndada ndada
Chero vakaisa gomo pakati pangu newe
Ndinokwira
Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva
Kana ndada kana ndada ndada
Kana ndada kana ndada ndada
Ngatidananei dzamara tichembere iwe
Zvevamwe vese kuti ndizviregere ndiwe
Ngatidananei dzamara tichembere iwe ah ha
Zvevamwe vese kuti ndizviregere ndiwe ah ha

Gomo ndinokwira
Dziva ndinotiva

Writer(s): Mcdonald Sheldon
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Gomo

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Gomo".

Lyrics Discussions

1

10
Hot Songs

2

2K
Recent Blog Posts