Dzihwa
Lyrics
Ndine vanhu vandaitombotruster mulife
But now I trust no-one
Pauri ipapo pakatoipa
Zvauri izvozvo zvinotoita
Vakakuti dofo chingovatarisa
Uchaita gamba rakarwa hondo pauchakita
Vanokutarisira pasi
"Ehe bhoo"
Vanokuita wekuzasi
"Siya soo"
Vanongokusimbisa nhando havana rudo
Zvako zvichaita Mwari variko
Sei muchizonyepedzera kunge munondida imimi musingandidee
Sei muchizonyepedzera kunge munondida imimi musingandidee
Hamundide hamundide apa hamundipe mweya wekufema Hamundide hamundide
Moyo inofara kana ndichichema
Aaaah usatemba nevanhu
"Munhu anokurasisa"
Aaaah unotambwa nyowani
"Munhu anokurasisa"
Vanorwadziwa-a muchabuda dzihwa
Vanorwadziwa-a muchabuda dzihwa
Tarisa mirror tarisa mirror
Akakosha ndiyeyi wawakatarira
Ndiye ane basa
Ndiye zi master
Ndiye anotonga
SaMufasa
Ndine vanhu vandaitombotruster mulife
But now I trust no-one
Sei muchizonyepedzera kunge munondida imimi musingandidee
Sei muchizonyepedzera kunge munondida imimi musingandidee
Hamundide hamundide apa hamundipe mweya wekufema
Hamundide hamundide moyo inofara kana ndichichema
Aaaaah usatemba nevanhu
"Munhu anokurasisa"
Aaaaah unotambwa nyowani
"Munhu anokurasisa"
Ishe vangu tumirai
"Ngirozi"
Kana kuti chiuyai
Vamwe vana venyu vamakatisiira
Negodo vakafitira kutozotiuraya
Hupenyu ibhora nhamo ikavava
Kuita segava kava
Iwe chingoramba uchikava kava
"Sunshine"
Vanorwadziwa-a muchabuda dzihwa
Vanorwadziwa-a muchabuda dzihwa
Confidence confidence
Muhupenyu munongoda confidence
Don't pretend fight till the end
Rimwe zuva chete zvichamaker sense
Ndine vanhu vandaitombotruster mulife
But now I trust no-one
Ndine vanhu vandaitombotruster mulife
But now I trust no-one
Sei muchizonyepedzera kunge munondida imimi musingandide

Writer(s): Mcdonald Sheldon
Copyright(s): Lyrics © O/B/O DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind
The Meaning of Dzihwa
Be the first!
Post your thoughts on the meaning of "Dzihwa".