Drinks/GoodVibes
Drinks/GoodVibes

Qounfuzed - Drinks/GoodVibes Lyrics

Dec 31, 2020
4

Drinks/GoodVibes Lyrics

My little prayer everyday is to stay alive
But just in case I die today
Let me just live my life and

Drink Drink Drink Drink and Drink Drink Drink
We just came to party
We just wanna party

Takachiller nemafriends angu tichinwa madrinks
Hapana pressure ingori good vibes
Tirikuda kungofara Tirikuda Kungofara
Ndiri kumbo spender macents angu
Ikoko sei ko mamix kunoku ingori good vibes
Tirikuda kungofara Tirikuda Kungofara

Kana Paine ma mistress zvinomaker difference
Batikai tiite plan
Chakatanga weekday chinopera weekend
We just having fun oh
Zvikafamba mushe pano pachaiitika reggae
Vanoda twunhu masports mushebhelebhe
Aknocker bedzi tomujegawo hatimurege
Tora v11 akamuka umutegge
Toda kuti timuseke
Tine vamwe vataive navo
Ukafunga kuti nevanhu vese vari pano
Pane vamwe vasipo
Hupenyu wakazofamba nepasipo

Takachiller nemafriends angu tichinwa madrinks
Hapana pressure ingori gud vybz
Tirikuda kungofara
Tirikuda Kungofara
Ndiri kumbo spender macents angu
Ikoko sei ko mamix kunoku ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda Kungofara

Pano paita musangano handireve Zanu
Ridzai masongs ari kudiwa nevanhu
Tiri kufara zvisina muganhu
Ndiri kutamba ndichibata saOliver Kahn
Ndikangodhakwa Michy ndobva ndamusuwa
Nguva yareba ndisina kumuona
Tisina kuita makuhwa
Kurangarira vese vakatisiya doro deurai muhuruva
Dai tiri tese tichifara tese
Asi Goodnight kusvika tasangana
Dai ingori Drink Drink Drink Drink and Drink Drink Drink

Takachiller nemafriends angu tichinwa madrinks
Hapana pressure ingori good vibes
Tirikuda kungofara Tirikuda Kungofara
Ndiri kumbo spender macents angu
Ikoko sei ko mamix kunoku ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda Kungofara

Kana Paine ma mistress zvinomaker difference
Batikai tiite plan
Chakatanga weekday chinopera weekend we just having fun oh
Zvikafamba mushe pano pachaiitika reggae
Vanoda twunhu masports mushebhelebhe
Aknocker bedzi tomujegawo hatimurege
Tora v11 akamuka umutegge
Toda kuti timuseke
My little prayer everyday is to stay alive
But just in case I die today
Let me just live my life

Takachiller nemafriends angu tichinwa madrinks
Hapana pressure ingori good vibes
Tirikuda kungofara Tirikuda Kungofara
Ndiri kumbo spender macents angu
Ikoko sei ko mamix kunoku ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda Kungofara

Kunoku ingori good vibes
Ndiri kumbo spender macents angu
Hapana pressure ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda Kungofara

Writer(s): Mcdonald Sheldon
Copyright(s): Lyrics © O/B/O DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Drinks/GoodVibes

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Drinks/GoodVibes".

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
Hot Songs
Recent Blog Posts